Johane 6:56 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)56 Unodya nyama yaŋgu, nounonwa ropa raŋgu, unogara mandiri, neni maari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200256 Anodya nyama yangu, naanonwa ropa rangu, anogara mandiri, neni maari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika56 Anodya nyama yangu nokunwa ropa rangu anogara mandiri neniwo maari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona56 Anodya nyama yangu nokunwa ropa rangu anogara mandiri neniwo maari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi56 Ani naani anodya nyama yangu uye anonwa ropa rangu anogara mandiri, neni maari. Viz kapitola |