Johane 6:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ɀino aʋa maɗekwana, ʋadzidzi ʋake ʋakaɓurukira kuguŋgwa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Zvino ava madekwana, vadzidzi vake vakaburukira kugungwa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ava madeko, vadzidzi vake vakadzika kugungwa Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Ava madeko, vadzidzi vake vakadzika kugungwa Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Nguva yamadekwana yakati yasvika, vadzidzi vake vakaburuka vakaenda kugungwa, Viz kapitola |