Johane 5:23 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 kuti ʋose ʋakudze Mŋanakomana seɀaʋanokudza Ƃaɓa. Usiŋgakudzi Mŋanakomana, haakudzi naƂaɓa, ʋakamutuma. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 kuti vose vakudze Mwanakomana sezvavanokudza baba. Asingakudzi Mwanakomana, haakudzi nababa, vakamutuma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 kuti vose varemekedze mwanakomana sokuremekedza kwavanoita Baba. Asingaremekedzi Mwanakomana haaremekedzi Baba vakamutuma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 kuti vose varemekedze mwanakomana sokuremekedza kwavanoita Baba. Asingaremekedzi Mwanakomana haaremekedzi Baba vakamutuma. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 kuti vose vakudze Mwanakomana sokukudza kwavanoita Baba. Uyo asingakudzi Mwanakomana, haakudzi Baba vakamutuma. Viz kapitola |