Johane 5:17 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Asi iye wakapindura, akati: Ƃaɓa ʋangu ʋacaɓata kuȿikira ɀino, neni ndinoɓata ʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Asi iye akapindura, akati, “Baba vangu vachabata kusvikira zvino, neni ndinobatawo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Asi Jesu akavapindura achiti, “Baba vangu vanoshanda nazvino neniwo ndinofanira kushanda.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Asi Jesu akavapindura achiti, “Baba vangu vanoshanda nazvino neniwo ndinofanira kushanda.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Jesu akati kwavari, “Baba vangu vanoramba vari pabasa ravo kusvikira nhasi chaiye, uye neniwo, ndiri kushanda.” Viz kapitola |