Johane 5:12 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ʋakamubvunza, ʋaciti: Ndianiko munhu uyo wakati kwauri: Tora nhoʋo dzako, ufambe? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Vakamubvunza, vachiti, “Ndianiko munhu uyo akati kwauri, tora nhoo dzako, ufambe?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Vakamubvunza kuti, “Ndiani munhu iyeyo akutaurira kuti tora rukukwe rwako ufambe?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Vakamubvunza kuti, “Ndiani munhu iyeyo akutaurira kuti tora rukukwe rwako ufambe?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Saka vakamubvunza vakati, “Ndianiko murume uyu akutaurira kuti urutakure ufambe?” Viz kapitola |