Johane 5:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Iye akapindura, akati: Uyo wandiporesa ndiye wakati kwandiri: Tora nhoʋo dzako, ufambe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Iye akapindura, akati, “Uyo andiporesa ndiye akati kwandiri, tora nhoo dzako, ufambe.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Asi iye akavapindura achiti, “Munhu andiporesa ndiye andiudza kuti, ‘Tora rukukwe rwako ufambe.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Asi iye akavapindura achiti, “Munhu andiporesa ndiye andiudza kuti, ‘Tora rukukwe rwako ufambe.’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Asi iye akapindura akati, “Murume andiporesa ati kwandiri, ‘Takura rukukwe rwako ufambe.’ ” Viz kapitola |