Johane 4:54 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)54 Ici ndico ciratidzo cecipiri cakaitwa naJesu, abva Judea, aȿika Garirea. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200254 Ichi ndicho chiratidzo chechipiri chakaitwa naJesu, abva Judhea, asvika Gariria. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika54 Ichi ndicho chiratidzo chechipiri chakaitwa naJesu paakabva kuJudhea achiuya kuGarirea. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona54 Ichi ndicho chiratidzo chechipiri chakaitwa naJesu paakabva kuJudhea achiuya kuGarirea. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi54 Ichi ndicho chakanga chiri chiratidzo chechipiri chakaitwa naJesu, abva kuJudhea ava kuGarirea. Viz kapitola |