Johane 4:52 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)52 Ɀino akaʋabvunza ŋguʋa yaakataŋga kunaya nayo. Ʋakati kwaari: Zuro neŋguʋa yecinomŋe fiviri yakabva kwaari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200252 Zvino akavabvunza nguva yaakatanga kunaya nayo. Vakati kwaari, “Zuro nenguva yechinomwe fivha yakabva kwaari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika52 Naizvozvo akabvunza nguva yaakatangisa kuita zvakanaka. Vakati kwaari, “Denda rakamusiya nezuro panguva dzahwani masikati.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona52 Naizvozvo akabvunza nguva yaakatangisa kuita zvakanaka. Vakati kwaari, “Denda rakamusiya nezuro panguva dzahwani masikati.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi52 Akati abvunza nguva yakatanga mwana kunzwa zviri nani, ivo vakati kwaari, “Fivha yakabva paari nezuro panguva dzechinomwe.” Viz kapitola |