Johane 4:48 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)48 Ɀino Jesu akati kwaari: Kana musiŋgaʋoni ɀiratidzo neɀishamiso, hamuŋgatoŋgotendi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200248 Zvino Jesu akati kwaari, “Kana musingaoni zviratidzo nezvishamiso, hamungatongotendi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 Saizvozvo akati kwaari, “Kana musina kuona zviratidzo nezvishamiso hamutendi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona48 Saizvozvo akati kwaari, “Kana musina kuona zviratidzo nezvishamiso hamutendi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi48 Jesu akati kwaari, “Kana imi vanhu musina kuona zviratidzo nezvishamiso, hamungatongotendi.” Viz kapitola |