Johane 4:38 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Ndakakutumai kundoceka ɀamusakaɓatira; ʋamŋe ʋakaɓata, ɀino imi mapinda paneɀaʋakaɓatira iʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200238 Ndakakutumai kundokohwa zvamusina kubindukira; vamwe vakabindukira, zvino imi mapinda pane zvavakabindukira ivo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Ndakakutumai kundokohwa zvamusina kushandira; vamwe ndivo vakashanda; imi mukapinda mumubayiro webasa ravamwe.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona38 Ndakakutumai kundokohwa zvamusina kushandira; vamwe ndivo vakashanda; imi mukapinda mumubayiro webasa ravamwe.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Ndakakutumai kunokohwa zvamusina kushandira. Vamwe vakaita basa rakaoma, uye imi makakohwa mubayiro wokubata kwavo.” Viz kapitola |