Johane 4:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Mukadzi akati kwaari: Ishe, hamuna‐camuŋgacera naco, tsime rakadzika, ɀino mvura mhenyu muŋgaiwanepiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Mukadzi akati kwaari, “Ishe, hamuna chamungachera nacho, tsime rakadzika, zvino mvura mhenyu mungaiwanepiko? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Mukadzi uya akati kwaari, “Changamire inga hamuna chokuchera nacho wani uye tsime rakadzika iyo mvura mhenyu yacho munoiwanepi? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Mukadzi uya akati kwaari, “Changamire inga hamuna chokuchera nacho wani uye tsime rakadzika iyo mvura mhenyu yacho munoiwanepi? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Mukadzi akati, “Ishe, hamuna chamungacheresa nacho uye tsime rakadzika. Ko, mvura mhenyu mungaiwanepi? Viz kapitola |