Johane 3:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Usashamiswa, nokuti ndakati kwauri: Munofanira kuɓerekwa kutȿa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Usashamiswa, nokuti ndakati kwauri, munofanira kuberekwa kutsva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 usashamisike nezvandati unofanira kuzvarwa patsva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 usashamisike nezvandati unofanira kuzvarwa patsva. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Haufaniri kushamiswa nezvandareva ndichiti, ‘Unofanira kuberekwa patsva.’ Viz kapitola |