Online Bible

- Reklamy -




Johane 3:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Nikodimo akati kwaari: Munhu uŋgagoɓerekwa seiko aʋa mukuru? Uŋgapinda ɀe muɗumbu ramai ʋake rwecipiri, akaɓerekwa here?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Nikodhimo akati kwaari, “Munhu angagoberekwa seiko ava mukuru? Angapindazve mudumbu ramai vake rwechipiri, akaberekwa here?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Nikodhimasi akati kwaari, “Ko iye munhu angazvarwe sei iye avamukuru, anogona here kupinda kechipiri munhumbu maamai vake achizozvarwa?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Nikodhimasi akati kwaari, “Ko iye munhu angazvarwe sei iye avamukuru, anogona here kupinda kechipiri munhumbu maamai vake achizozvarwa?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Nikodhimasi akabvunza akati, “Munhu angaberekwa seiko iye ava mukuru? Zvirokwazvo haangagoni kupinda mudumbu ramai vake kechipiri kuti aberekwe patsva!”

Viz kapitola kopírovat




Johane 3:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy