Johane 3:35 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Ƃaɓa ʋanoɗa Mŋanakomana, ʋakamupa ɀose muruʋoko rwake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 Baba vanoda Mwanakomana, vakamupa zvose muruoko rwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Baba vanoda Mwanakomana uye vakaisa zvinhu zvose mumaoko ake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona35 Baba vanoda Mwanakomana uye vakaisa zvinhu zvose mumaoko ake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Baba vanoda Mwanakomana uye vakaisa zvose mumaoko ake. Viz kapitola |