Online Bible

- Reklamy -




Johane 3:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Nokuti mumŋe nomumŋe, unoita ɀakaipa, unoʋeŋga ciedza, haaʋuyi paciedza, kuti maɓasa ake arege kuɓuɗiswa pacena.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Nokuti mumwe nomumwe, anoita zvakaipa, anovenga chiedza, haauyi pachiedza, kuti mabasa ake arege kubudiswa pachena.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Nokuti munhu wose anoita zvakaipa anovenga chiedza uye haauye kuchiedza kuitira kuti mabasa ake arege kuburitswa pachena.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Nokuti munhu wose anoita zvakaipa anovenga chiedza uye haauye kuchiedza kuitira kuti mabasa ake arege kuburitswa pachena.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Mumwe nomumwe anoita zvakaipa anovenga chiedza, uye haapindi muchiedza nokuti anotya kuti mabasa ake angaiswa pachena.

Viz kapitola kopírovat




Johane 3:20

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy