Johane 3:17 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Nokuti Mŋari haana‐kutumira Mŋanakomana wake panyika, kuti atoŋge nyika, asi kuti nyika iponeswe naye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Nokuti Mwari haana kutumira Mwanakomana wake panyika, kuti atonge nyika, asi kuti nyika iponeswe naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Nokuti Mwari haana kutumira Mwanakomana wake pasi kuzopa pasi mhosva asi kuti pasi paponeswe naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Nokuti Mwari haana kutumira Mwanakomana wake pasi kuzopa pasi mhosva asi kuti pasi paponeswe naye. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Nokuti Mwari haana kutuma Mwanakomana wake panyika kuti atonge nyika, asi kuti nyika iponeswe kubudikidza naye. Viz kapitola |