Online Bible

- Reklamy -




Johane 3:12 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Kana ndakakuʋudzai ɀinhu ɀenyika, mukasatenda, muŋgagotenda seiko, kana ndicikuʋudzai ɀinhu ɀokuɗeŋga?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 “Kana ndakakuudzai zvinhu zvenyika, mukasatenda, mungagotenda seiko, kana ndichikuudzai zvinhu zvokudenga?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Kana ndikakutaurira nezvepasi hamutendi mungatende sei kana ndikataura nezvokudenga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Kana ndikakutaurira nezvepasi hamutendi mungatende sei kana ndikataura nezvokudenga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Ndataura kwauri pamusoro pezvinhu zvapanyika uye hautendi; zvino ungatenda sei kana ndikataura pamusoro pezvinhu zvokudenga?

Viz kapitola kopírovat




Johane 3:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy