Johane 21:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino kwakati kwoedza, Jesu akamira pamhenderekedzo, asi ʋadzidzi ʋakaŋga ʋasiŋgaziʋi kuti ndiJesu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Zvino kwakati kwaedza, Jesu akamira pamhenderekedzo, asi vadzidzi vakanga vasingazivi kuti ndiJesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mambakwedza Jesu akamira pamahombekombe asi vadzidzi havana kuziva kuti ndiJesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Mambakwedza Jesu akamira pamahombekombe asi vadzidzi havana kuziva kuti ndiJesu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Mangwanani-ngwanani, Jesu akamira pamahombekombe, asi vadzidzi havana kuziva kuti akanga ari Jesu. Viz kapitola |