Johane 21:25 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ɀimŋe ɀizhinji ɀiri’ko, ɀakaitwa ʋo naJesu; kana ɀainyorwa cimŋe necimŋe, ndinoti kunyaŋge nenyika yose haiŋgariŋgani buku dziŋganyorwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Zvimwe zvizhinji zviriko zvakaitwawo naJesu; kana zvainyorwa chimwe nechimwe, ndinoti kunyange nenyika yose haingaringani bhuku dzinganyorwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Asi pane zvimwewo zvinhu zvizhinji zvakaitwa naJesu. Dai kuri kuti zvainyorwa zvose chimwe nechimwe; ndinofunga kuti nyika yaitopata namabhuku acho aigona kunyorwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Asi pane zvimwewo zvinhu zvizhinji zvakaitwa naJesu. Dai kuri kuti zvainyorwa zvose chimwe nechimwe; ndinofunga kuti nyika yaitopata namabhuku acho aigona kunyorwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Jesu akaitawo zvimwe zvinhu zvizhinji. Dai zvose zvainyorwa, ndinoti kunyange nyika yose hayaizova nenzvimbo yaikwana mabhuku aizonyorwa. Viz kapitola |