Johane 20:29 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Jesu akati kwaari: Watenda, nokuti wandiʋona? Ʋacaropafadzwa ʋanotenda, kunyaŋge ʋasina‐kuʋona. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Jesu akati kwaari, “Watenda, nokuti wandiona? Vacharopafadzwa vanotenda, kunyange vasina kuona.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Jesu akati kwaari, “Watenda nokuti wandiona nhai? Vakakomborerwa zvavo vanotenda ivo vasina kundiona.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Jesu akati kwaari, “Watenda nokuti wandiona nhai? Vakakomborerwa zvavo vanotenda ivo vasina kundiona.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Ipapo Jesu akati kwaari, “Nokuda kwokuti wandiona, zvino watenda; vakaropafadzwa avo vasina kuona asi vakatenda.” Viz kapitola |