Online Bible

- Reklamy -




Johane 20:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Ɀino wakati areʋa iɀoɀo, akafemera kwaʋari, akati kwaʋari: Gamucirai Mŋeya Mutȿene.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Zvino akati areva izvozvo, akafemera kwavari, akati kwavari, “Gamuchirai Mweya Mutsvene.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Paakapedza kutaura izvi, akafemera pavari akati kwavari, “Gamuchirai Mweya Mutsvene.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Paakapedza kutaura izvi, akafemera pavari akati kwavari, “Gamuchirai Mweya Mutsvene.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Uye adaro akavafemera akati, “Gamuchirai Mweya Mutsvene.

Viz kapitola kopírovat




Johane 20:22

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy