Johane 20:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Akamhanya, akaenda kunaSimoni Petro nokunomumŋe mudzidzi, waiɗikanwa naJesu, akati kwaʋari: Ʋabvisa Ishe mubgiro, hatiziʋi paʋakamuisa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Akamhanya, akaenda kuna Simoni Petirosi nokuno mumwe mudzidzi, aidikanwa naJesu, akati kwavari, “Vabvisa Ishe mubwiro, hatizivi pavakamuisa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Ipapo akamhanyira kuna Pita nomumwe mudzidzi uya waJesu wapamwoyo akati kwavari, “Vabvisa Tenzi muguva zvino hatizivi kwavamuisa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Ipapo akamhanyira kuna Pita nomumwe mudzidzi uya waJesu wapamwoyo akati kwavari, “Vabvisa Tenzi muguva zvino hatizivi kwavamuisa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Saka akauya achimhanya kuna Simoni Petro nokuno mumwe mudzidzi, uya aidikanwa naJesu, akati, “Vabudisa Ishe muguva, uye hatizivi pavamuisa!” Viz kapitola |