Johane 2:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Jesu akati kwaʋari: Ndineiko nemi, mai? Ŋguʋa yaŋgu icigere kuȿika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Jesu akati kwavari, “Ndineiko nemi, mai? Nguva yangu ichigere kusvika.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Jesu akati kwavari, “Nhai amai, ko isu tinei nazvo, nguva yangu haisati yasvika.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Jesu akati kwavari, “Nhai amai, ko isu tinei nazvo, nguva yangu haisati yasvika.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Jesu akapindura akati, “Nhai mai, munondipinzireiko mune izvi? Nguva yangu haisati yakwana.” Viz kapitola |