Johane 2:23 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ɀino ŋguʋa yaakaŋga ari Jerusarema pamutambo wepaseka, ʋazhinji ʋakatenda kuzita rake, ʋaciʋona ɀiratidzo ɀaaiita. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Zvino nguva yaakanga ari Jerusaremu pamutambo wePasika, vazhinji vakatenda kuzita rake, vachiona zviratidzo zvaaiita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Paakanga ari muJerusaremu kumazuva makuru ePasika vazhinji vakatenda muzita rake pavakaona zviratidzo zvaaiita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Paakanga ari muJerusaremu kumazuva makuru ePasika vazhinji vakatenda muzita rake pavakaona zviratidzo zvaaiita. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Zvino paakanga ari muJerusarema paMutambo wePasika, vanhu vazhinji vakaona zviratidzo zvaakanga achiita vakatenda muzita rake. Viz kapitola |