Johane 2:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀino ʋaJuda ʋakati: Tembere iyi yakaʋakwa namakore anamakumi manna namatanhatu, ɀino iwe uŋgaimutsa namazuʋa matatu here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Zvino vaJudha vakati, “Temberi iyi yakavakwa namakore ana makumi mana namatanhatu, zvino iwe ungaimutsa namazuva matatu here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 VaJudha ndokuti, “Zvakatora makore makumi mana anamatanhatu kuvaka Temberi iyi iwe ndipo paungaimise namazuva matatu here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 VaJudha ndokuti, “Zvakatora makore makumi mana anamatanhatu kuvaka Temberi iyi iwe ndipo paungaimise namazuva matatu here?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 VaJudha vakapindura vakati, “Zvakatora makore makumi mana namatanhatu kuti temberi iyi ivakwe, uye iwe uchaimutsa mumazuva matatu?” Viz kapitola |