Online Bible

- Reklamy -




Johane 19:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 ƲaJuda ʋakamupindura, ʋakati: Isu tinomurairo, ɀino nomurairo weɗu unofanira kufa, nokuti wakaɀiita Mŋanakomana waMŋari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 VaJudha vakamupindura, vakati, “Isu tine murayiro, zvino nomurayiro wedu anofanira kufa, nokuti akazviita Mwanakomana waMwari.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 VaJudha vakamupindura kuti, “Isu tine mutemo, maererano nomutemo iwoyo anofanira kuti afe nokuti akazviita Mwanakomana waMwari.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 VaJudha vakamupindura kuti, “Isu tine mutemo, maererano nomutemo iwoyo anofanira kuti afe nokuti akazviita Mwanakomana waMwari.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 VaJudha vakasimbirira vachiti, “Isu tino murayiro, nomurayiro iwoyo, anofanira kufa, nokuti anozviti Mwanakomana waMwari.”

Viz kapitola kopírovat




Johane 19:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy