Online Bible

- Reklamy -




Johane 19:42 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

42 Ɀino ʋakaisa Jesu ipapo, ɀawakaŋga uri musi woKugadzirira kwaʋaJuda, (nokuti bgiro bgakaŋga bguri pedyo).

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

42 Zvino vakaisa Jesu ipapo, zvawakanga uri musi woKugadzirira kwavaJudha, (nokuti bwiro hwakanga huri pedyo.)

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

42 Naizvozvo, zvaraiva zuva ravaJudha rokugadzirira Pasika uye guva iroro zvaraiva riri padyo kudaro vakaradzika Jesu imomo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

42 Naizvozvo, zvaraiva zuva ravaJudha rokugadzirira Pasika uye guva iroro zvaraiva riri padyo kudaro vakaradzika Jesu imomo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

42 Nokuti rakanga riri zuva rokugadzirira ravaJudha, uye sezvo guva raiva pedyo, vakaradzika Jesu imomo.

Viz kapitola kopírovat




Johane 19:42

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy