Online Bible

- Reklamy -




Johane 19:39 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

39 NaNikodimo ʋo, iye wakamboʋuya kwaari pakutaŋga ʋusiku, wakaʋuya anemura nearosi ɀakaveŋganiswa, mapaundi aneŋge zana.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

39 NaNikodhimowo, iye akambouya kwaari pakutanga usiku, akauya ane mura nearosi zvakavhenganiswa, mapaundi anenge zana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

39 Nikodhimasi uya akambouya kwaari nousiku akauyawo namafuta anonhuwira emura negavakava zvairema makirogiramu anenge makumi matatu ane mana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

39 Nikodhimasi uya akambouya kwaari nousiku akauyawo namafuta anonhuwira emura negavakava zvairema makirogiramu anenge makumi matatu ane mana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

39 Akanga achiperekedzwa naNikodhimasi, murume uya akashanyira Jesu usiku. Nikodhimasi akauya nezvakavhenganiswa zvemura negavakava, zvinenge makirogiramu makumi matatu namana.

Viz kapitola kopírovat




Johane 19:39

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy