Johane 19:36 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Nokuti iɀoɀo ɀakaitwa, kuti Rugwaro ruitike, runoti: Fupa rake hariŋgavunwi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 Nokuti izvozvo zvakaitwa, kuti Rugwaro ruitike, runoti, “Pfupa rake haringavhunwi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 nokuti zvinhu izvi zvakaitika kuti chinyorwa chitsvene chizadziswe chinoti, “Hapana bvupa rake richatyorwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 nokuti zvinhu izvi zvakaitika kuti chinyorwa chitsvene chizadziswe chinoti, “Hapana bvupa rake richatyorwa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Zvinhu izvi zvakaitika kuitira kuti Rugwaro ruzadziswe runoti: “Hakuna kana bvupa rake rimwe richavhunwa,” Viz kapitola |