Johane 19:28 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Shure kwaiɀoɀo, Jesu wakati aciziʋa kuti ɀose ɀapera, kuti Rugwaro ruitike, akati: Ndinenyota. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Shure kwaizvozvo, Jesu akati achiziva kuti zvose zvapera, kuti Rugwaro ruitike, akati, “Ndine nyota.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Mushure maizvozvi Jesu paakaona kuti zvose zvazadziswa uye kuti Magwaro Matsvene azadziswe akati, “Ndine nyota.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Mushure maizvozvi Jesu paakaona kuti zvose zvazadziswa uye kuti Magwaro Matsvene azadziswe akati, “Ndine nyota.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Shure kwaizvozvo, achiziva kuti zvose zvainge zvapera zvino, uye kuitira kuti Rugwaro ruzadziswe, Jesu akati, “Ndava nenyota.” Viz kapitola |