Online Bible

- Reklamy -




Johane 19:26 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Ɀino Jesu wakati aciʋona mai ʋake, nomudzidzi waaiɗa, amire’po, akati kunamai ʋake: Mai, tarirai, mŋanakomana wenyu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Zvino Jesu akati achiona mai vake, nomudzidzi waaida, amirepo, akati kuna mai vake, “Mai tarirai, mwana wenyu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Jesu paakaona amai vake nomudzidzi wake wapamwoyo akamira pedyo, akati kuna amai vake, “Amai mwana wenyu uyu”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Jesu paakaona amai vake nomudzidzi wake wapamwoyo akamira pedyo, akati kuna amai vake, “Amai mwana wenyu uyu”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Jesu akati aona mai vake ipapo, uye mudzidzi waaida amire pedyo navo, akati kuna mai vake, “Mai, hoyu mwanakomana wenyu,”

Viz kapitola kopírovat




Johane 19:26

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy