Johane 19:15 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Iʋo ʋakaɗanidzira, ʋaciti: Bvisai, bvisai, mumuroʋere pamucinjikwa! Pirato akati kwaʋari: Ndoroʋera Mambo wenyu pamucinjikwa here? Ʋaprista ʋakuru ʋakapindura, ʋaciti: Hatinamambo, asi Kesari cete. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Ivo vakadanidzira, vachiti, “Bvisai, bvisai, mumurovere pamuchinjikwa!” Pirato akati kwavari, “Ndorovera Mambo wenyu pamuchinjikwa here?” Vapristi vakuru vakapindura, vachiti, “Hatina mambo, asi Kesari chete.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Vakadaidzira vachiti, “Ngaapfuudzwe, ngaapfuudzwe ngaarovererwe pamuchinjikwa.” Pirato akavati, “Ko ndoroverera mambo wenyu pamuchinjikwa here?” Vapristi vakuru vakapindura vachiti, “Hatina mumwe mambo isu asi Siza oga.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Vakadaidzira vachiti, “Ngaapfuudzwe, ngaapfuudzwe ngaarovererwe pamuchinjikwa.” Pirato akavati, “Ko ndoroverera mambo wenyu pamuchinjikwa here?” Vapristi vakuru vakapindura vachiti, “Hatina mumwe mambo isu asi Siza oga.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Asi vakadanidzira vachiti, “Endai naye! Endai naye! Murovererei!” Pirato akati, “Ndoroverera mambo wenyu here?” Vaprista vakuru vakapindura vachiti, “Hatina mambo isu, asi Kesari.” Viz kapitola |