Johane 19:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino wakaŋga uri musi woKugadzirira paseka; yaiʋa nguʋa ineŋge yecitanhatu. Akati kuʋaJuda: Tarirai Mambo wenyu! Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Zvino wakanga uri musi wokugadzirira Pasika; yaiva nguva inenge yechitanhatu. Akati kuvaJudha, “Tarirai Mambo wenyu!” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Zvino iri rakanga riri zuva rokugadzirira Pasika yakanga yenge awa yegumi nechipiri masikati. Akati kuvaJudha, “Hoyu mambo wenyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Zvino iri rakanga riri zuva rokugadzirira Pasika yakanga yenge awa yegumi nechipiri masikati. Akati kuvaJudha, “Hoyu mambo wenyu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Rakanga riri zuva rokugadzirira vhiki yePasika, awa inenge yechitanhatu. Pirato akati kuvaJudha, “Hoyu mambo wenyu.” Viz kapitola |