Johane 18:33 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ɀino Pirato akapinda ɀe mumba momuɓati, akaɗana Jesu, akati kwaari: Ndiwe mambo waʋaJuda here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Zvino Pirato akapindazve mumba momubati, akadana Jesu, akati kwaari, “Ndiwe mambo wavaJudha here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Pirato akapindazve mumuzinda akadaidza Jesu akati kwaari, “Iwe uri mambo wavaJudha here iwe?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Pirato akapindazve mumuzinda akadaidza Jesu akati kwaari, “Iwe uri mambo wavaJudha here iwe?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Ipapo Pirato akadzokerazve mumuzinda, akadana Jesu akamubvunza achiti, “Ndiwe mambo wavaJudha here?” Viz kapitola |