Online Bible

- Reklamy -




Johane 18:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 ʋakataŋga kumuisa kunaAnasi; nokuti wakaŋga ari mukarabga waKayafasi, waiʋa muprista mukuru gore iro.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 vakatanga kumuisa kuna Anasi; nokuti akanga ari tezvara waKaifasi, aiva mupristi mukuru gore iro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Vakatanga vaenda naye kuna Anasi nokuti aiva tezvara waKaifasi akanga ari Mupristi mukuru gore iroro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Vakatanga vaenda naye kuna Anasi nokuti aiva tezvara waKaifasi akanga ari Mupristi mukuru gore iroro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Uye vakatanga kuenda naye kuna Anasi, uyo akanga ari tezvara waKayafasi, iye aiva muprista mukuru gore iroro.

Viz kapitola kopírovat




Johane 18:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy