Online Bible

- Reklamy -




Johane 18:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ɀino Jesu akati kunaPetro: Isa munondo wako mumuhara; mukombe wandakapiwa naƂaɓa, handiŋgaunwi here?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Zvino Jesu akati kuna Petirosi, “Dzorera munondo wako mumuhara; mukombe wandakapiwa nababa, handingaunwi here?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Jesu akati kuna Pita, “Dzorera bakatwa rako muhara maro. Handifaniri here ini kunwa mukombe wenhamo wandakapiwa naBaba vangu?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Jesu akati kuna Pita, “Dzorera bakatwa rako muhara maro. Handifaniri here ini kunwa mukombe wenhamo wandakapiwa naBaba vangu?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Jesu akarayira Petro achiti, “Isa munondo wako mumuhara! Ko, ndicharega kunwa mukombe wandapiwa naBaba here?”

Viz kapitola kopírovat




Johane 18:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy