Online Bible

- Reklamy -




Johane 17:21 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 kuti ʋose ʋaʋe ʋamŋe; semi Ƃaɓa muri mandiri, neni mamuri; kuti naiʋo ʋaʋe matiri, kuti nyika itende kuti makandituma.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 kuti vose vave vamwe; semi baba muri mandiri, neni mamuri; kuti naivo vave matiri, kuti nyika itende kuti makandituma.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Kuti vose zvavo vave vamwechete sezvakangoita kuti imi Baba muri mandiri ini ndiri mamuri ivowo ngavave matiri kuti pasi padavire kuti imi ndimi makandituma.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Kuti vose zvavo vave vamwechete sezvakangoita kuti imi Baba muri mandiri ini ndiri mamuri ivowo ngavave matiri kuti pasi padavire kuti imi ndimi makandituma.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 kuti vose vave vamwe, Baba, sezvo imi muri mandiri uye ini ndiri mamuri. Naivowo ngavave matiri kuitira kuti nyika igotenda kuti makandituma.

Viz kapitola kopírovat




Johane 17:21

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy