Online Bible

- Reklamy -




Johane 16:28 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Ndakabva kunaƂaɓa, ndikaʋuya panyika; ndinobva ɀe panyika, ndicienda kunaƂaɓa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Ndakabva kuna baba, ndikauya panyika; ndinobvazve panyika, ndichienda kuna baba.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Ini ndakabva kuna Baba ndikauya pasi pano asi zvavapo ndezvokuti ndava kubva pasi ndichienda kuna Baba.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Ini ndakabva kuna Baba ndikauya pasi pano asi zvavapo ndezvokuti ndava kubva pasi ndichienda kuna Baba.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Ndakabva kuna Baba ndikapinda munyika; zvino ndava kusiya nyika ndichidzokera kuna Baba.”

Viz kapitola kopírovat




Johane 16:28

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy