Johane 16:27 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 nokuti Ƃaɓa ʋamene ʋanokuɗai, nokuti makandiɗa ini, mukatenda, kuti ini ndakabva kunaƂaɓa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 nokuti baba vemene vanokudai, nokuti makandida ini, mukatenda, kuti ini ndakabva kuna baba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Aiwa! Ivo Baba pachavo vanokudai nokuti imi makandida uye makatenda kuti ndakabva kuna Mwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Aiwa! Ivo Baba pachavo vanokudai nokuti imi makandida uye makatenda kuti ndakabva kuna Mwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Kwete, Baba pachavo vanokudai nokuti makandida, uye makatenda kuti ndakabva kuna Mwari. Viz kapitola |