Johane 15:27 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Nemi ʋo pupurai, nokuti maiʋa neni kubva pakutaŋga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Nemiwo pupurai, nokuti maiva neni kubva pakutanga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Kana imiwo muri zvapupu nokuti makanga muineni kubvira pakutanga.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Kana imiwo muri zvapupu nokuti makanga muineni kubvira pakutanga.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Nemiwo munofanira kupupura, nokuti makanga muneni kubva pakutanga. Viz kapitola |