Johane 15:26 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Kana Munyaradzi aʋuya, wandicatuma kwamuri, acibva kunaƂaɓa, iye Mŋeya waɀokwaɗi, unoɓuɗa kunaƂaɓa, ucandipupurira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 “Kana Munyaradzi auya, wandichatuma kwamuri, achibva kuna baba, iye Mweya wechokwadi, anobuda kuna baba, achandipupurira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Asi Mubatsiri kana auya, wandichatuma kwamuri achibva kuna Baba iyeyo Mweya Wechokwadi anobva muna Baba; iye achandipupurira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Asi Mubatsiri kana auya, wandichatuma kwamuri achibva kuna Baba iyeyo Mweya Wechokwadi anobva muna Baba; iye achandipupurira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 “Kana Munyaradzi asvika, iye wandichatuma kwamuri achibva kuna Baba, iye Mweya wechokwadi anobuda achibva kuna Baba, achapupura nezvangu. Viz kapitola |