Johane 15:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ƌai ndisina‐kuʋuya, ndikataura naʋo, ʋaŋgaɗai ʋasineɀiʋi; asi ɀino haʋanepembedzo yeɀiʋi ɀaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Dai ndisina kuuya, ndikataura navo, vangadai vasina zvivi; asi zvino havana pembedzo yezvivi zvavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Dai ndisina kuuya ndikataura kwavari, vangadai vasina chitadzo; asi mhosva yechitadzo ichocho hapana pavachainzvenge napo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Dai ndisina kuuya ndikataura kwavari, vangadai vasina chitadzo; asi mhosva yechitadzo ichocho hapana pavachainzvenge napo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Dai ndakanga ndisina kuuya ndikataura kwavari, vangadai vasina mhosva yechivi ichi. Zvino, kunyange zvakadaro, havana chikonzero chokuita chivi chavo. Viz kapitola |