Johane 15:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀinhu iɀoɀi ndakaɀitaura kwamuri, kuti mufaro waŋgu ugare mamuri, nomufaro wenyu uzadzike. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 “Zvinhu izvozvi ndakazvitaura kwamuri, kuti mufaro wangu ugare mamuri, nomufaro wenyu uzadzike. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Ndataura izvi kwamuri kuti rufaro rwangu ruve mamuri uyewo kuti rufaro rwenyu ruzare. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Ndataura izvi kwamuri kuti rufaro rwangu ruve mamuri uyewo kuti rufaro rwenyu ruzare. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Ndakuudzai izvi kuitira kuti mufaro wangu uve mamuri uye kuti mufaro wenyu uve wakakwana. Viz kapitola |