Johane 15:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Kana muciceŋgeta mirairo yaŋgu, mucagara muruɗo rwaŋgu, seni ndaiceŋgeta mirairo yaƂaɓa ʋaŋgu, ndicigara muruɗo rwaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Kana muchichengeta mirayiro yangu, muchagara murudo rwangu, seni ndaichengeta mirayiro yababa vangu, ndichigara murudo rwavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Kana mukachengeta mitemo yangu, mucharamba muri murudo neni sokuchengetawo kwandakaita mitemo yaBaba vangu ndinoramba ndiri murudo navo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Kana mukachengeta mitemo yangu, mucharamba muri murudo neni sokuchengetawo kwandakaita mitemo yaBaba vangu ndinoramba ndiri murudo navo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Kana muchiteerera mirayiro yangu, muchagara murudo rwangu, sezvandakateerera mirayiro yaBaba vangu uye ndikagara murudo rwavo. Viz kapitola |