Online Bible

- Reklamy -




Johane 14:23 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Jesu akapindura, akati kwaari: Kana munhu acindiɗa, ucaceŋgeta shoko raŋgu; naƂaɓa ʋaŋgu ʋacamuɗa, ticaʋuya kwaari, tikaita ʋugaro bgeɗu maari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Jesu akapindura, akati kwaari, “Kana munhu achindida, achachengeta shoko rangu; nababa vangu vachamuda, tichauya kwaari, tikaita ugaro hwedu maari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Jesu akamupindura achiti, “Kana munhu achindida anochengeta izwi rangu Baba vangu vachamuda tozobva touya kwaari toita musha wedu maari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Jesu akamupindura achiti, “Kana munhu achindida anochengeta izwi rangu Baba vangu vachamuda tozobva touya kwaari toita musha wedu maari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Jesu akapindura akati, “Kana munhu achindida, achateerera kudzidzisa kwangu. Baba vangu vachamuda, uye tichauya kwaari toita ugaro hwedu naye.

Viz kapitola kopírovat




Johane 14:23

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy