Online Bible

- Reklamy -




Johane 14:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Cinhu cipi necipi camunokumbira muzita raŋgu, ndicaciita, kuti Ƃaɓa ʋakudzwe muMŋanakomana.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Chinhu chipi nechipi chamunokumbira muzita rangu, ndichachiita, kuti baba vakudzwe muMwanakomana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Chiri chose chamunokumbira muzita rangu ndichachiita kuti Baba varumbidzwe muMwanakomana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Chiri chose chamunokumbira muzita rangu ndichachiita kuti Baba varumbidzwe muMwanakomana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Uye ndichaita zvose zvamunokumbira muzita rangu, kuitira kuti Mwanakomana avigire Baba kukudzwa.

Viz kapitola kopírovat




Johane 14:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy