Johane 14:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Nditendei kuti ndiri munaƂaɓa, naƂaɓa ʋari mandiri; kana kusi kuɗaro, nditendei nokuɗa kwamaɓasa amene. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Nditendei kuti ndiri munababa, nababa vari mandiri; kana kusi kudaro, nditendei nokuda kwamabasa amene. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Nditendei kuti ini ndiri muna Baba uye kuti Baba vari mandiri kana kuti nditendei nokuda kwamabasa pachawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Nditendei kuti ini ndiri muna Baba uye kuti Baba vari mandiri kana kuti nditendei nokuda kwamabasa pachawo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Nditendei pandinenge ndichiti, ini ndiri muna Baba uye Baba vari mandiri; kana kuti mutende zviratidzo zvamunoona. Viz kapitola |