Online Bible

- Reklamy -




Johane 13:31 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Ɀino wakati aɓuɗa, Jesu akati: Ɀino Mŋanakomana womunhu wakudzwa, naMŋari wakudzwa maari;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Zvino akati abuda, Jesu akati, “Zvino Mwanakomana akudzwa maari;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Pakabuda Judhasi, Jesu akati, “Zvino Mwanakomana womunhu awaniswa mbiri uye maari Mwari anowaniswa mbiri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Pakabuda Judhasi, Jesu akati, “Zvino Mwanakomana womunhu awaniswa mbiri uye maari Mwari anowaniswa mbiri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 Akati aenda, Jesu akati, “Zvino Mwanakomana woMunhu akudzwa uye Mwari akudzwa maari.

Viz kapitola kopírovat




Johane 13:31

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy