Johane 13:17 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Kana muciɀiziʋa iɀi, makaropafadzwa kana muciɀiita. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Kana muchizviziva izvi, makaropafadzwa kana muchizviita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 “Kana muchiziva zvinhu izvi muchakomborerwa kana mukazviita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 “Kana muchiziva zvinhu izvi muchakomborerwa kana mukazviita. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Zvino zvamava kuziva zvinhu izvi, mucharopafadzwa kana mukazviita. Viz kapitola |