Johane 13:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino kana ini, Ishe noMudzidzisi, ndakashambidza tsoka dzenyu, nemi ʋo munofanira kushambidzana tsoka dzenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Zvino kana ini, Ishe noMudzidzisi, ndakashambidza tsoka dzenyu, nemiwo munofanira kushambidzana tsoka dzenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Zvino kana ini Tenzi nomudzidzisi wenyu ndakushambidzai tsoka kudai, imi munofanira kushambidzanawo tsoka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Zvino kana ini Tenzi nomudzidzisi wenyu ndakushambidzai tsoka kudai, imi munofanira kushambidzanawo tsoka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Zvino kana ini, Ishe wenyu noMudzidzisi wenyu, ndashambidza tsoka dzenyu, nemiwo munofanira kushambidzana tsoka dzenyu. Viz kapitola |